Duramazwi · zita
hondo
host · regiment · struggle · warfare · war · battle
Duramazwi · zita
host · regiment · struggle · warfare · war · battle
Kurwisana.
Hondo zvitinha zvakarongwa zvakaita dutu uye zvi-
Kurwisana.
Vakaona zvainge zvabikwa zvapera kureva kuti vainge varongerwa hondo naMai Takue.
Hondo kurwisana nezvombo kana nemashoko kunoitika pakati penyika dzakasiyana, kana pakati pamarudzi.
Hondo pakati pemarudzi akasiyana chinhu chakangogara chiripo nekare.
Hondo ndechimwe chinhu chinenge chichinetsa asi vanhu vachiedza zvikuru kuchigadzirisa.
Hondo yatinayo kuno ndevekutsvakira vana vokudya.
Hondo zvitinha zvakarongwa zvakaita dutu uye zvi-
Kazhinji vasori vaikonzeresa hondo kana kubiwa kwezvinhu munharaunda.
Panguva dzino kurwa hondo kwainge kwakangokosha sokuenda kuchikoro.
Hondo haina kurwiwa kuti tiwana kuzvitonga kuzere chete.
madzivambwe
Duramazwi
01 / 03hondohwe
Gwayi rechirume (ram).
VerengaSwipe for the next word