KwaunobvaDuramazwiRrwisa

Duramazwi

rwisa

Zvinoreva

Kurwisa kurova kokurwadzisa kana kuurayana, pachishandiswa maoko kana zvimwe zvombo.

1

Kurwisa kurova kokurwadzisa kana kuurayana, pachishandiswa maoko kana zvimwe zvombo.

Mauto akarwisa kamba yavavengi nepfuti.

Handidi munhu anoita kunge anorwisana neni ini ndisina kumbobvira ndamurwisa.

2

Kurwisa kuita zvinhu zvakaoma, munhu achishingirira kusvika zvabudirira.

Ndatorwisa chose kuti baba vake vamubvumidze kuuya kuzotamba.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rwisanisa

Kurwisanisa vanhu kuita kana kutaura zvinhu zvinoita kuti vapokane, vozoguma vorwa pachavo.

Verenga

Swipe for the next word