KwaunobvaDuramazwiRrwiyo

Duramazwi · zita

rwiyo

hymn · song

Zvinoreva

Mazwi nemanzwi anoshandiswa mumimhanzi.

1

Mazwi nemanzwi anoshandiswa mumimhanzi.

Uyu munhu anoimba a- chibvumira anenge atanga rwiyo.

Rwiyo rwekukudza Mwari runowanikwa muBhaibheri (Psalm).

Muteketeri munhu anovamba rwiyo, vamwe vachibvumira.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word