KwaunobvaDuramazwiRrumbo

Duramazwi

rumbo

rwuyokambonduyo

Zvinoreva

Rumbo mazwi akarongwa, anoimbwa.

1

Rumbo mazwi akarongwa, anoimbwa.

Mushauri munhu anotungamirira vamwe pakuimba, anotanga rumbo vamwe vachibvumira.

Kudhodhodza kuimba usingadudzi mazwi chaiwo, kunyanya kana uchidzidzira rumbo rutsva.

Kana munhu achibvumira rumbo anenge achidavirira vanenge vachirushaura.

Zvakafanana

rwuyo · kambo · nduyo

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rumbuswa

Rumbuswa runangati rumwe chete rweuswa.

Verenga

Swipe for the next word