Duramazwi · zita
rume
masculine
Duramazwi · zita
masculine
Rume munhu wechirume ane muviri wakakura.
Kana mhuka ichinzi rume inenge iri hono.
Kuti rume kudimbura chidimbu chidiki uchishandisa mazino.

Vainge vawona munhu rume asi mupfungwa dzavo nemaziso hazvina kumbobvira zvaricogniser baTakue.
Rume rinenge richiyeredza misodzi.) (Nyaya iyi haisati yatsikiswa.
Musikana akabva angoti dekeshu paakaona rume raive muchuru chaive mberi kwake.
Kana mhuka ichinzi rume inenge iri hono.
Vainge vawona munhu rume asi mupfungwa dzavo nemaziso hazvina kumbobvira zvaricogniser baTakue.
Rume rinenge richiyeredza misodzi.) (Nyaya iyi haisati yatsikiswa.
Jongwe ihuku rume inenge iri huru kudarika hadzi dzacho, inenge iine muchoroto.
Kuti rume kudimbura chidimbu chidiki uchishandisa mazino.
Vainge vawona munhu rume asi mupfungwa dzavo nemaziso hazvina kumbobvira zvaricogniser baTakue.
Jongwe ihuku rume inenge iri huru kudarika hadzi dzacho, inenge iine muchoroto.
Kana uchitedaira unenge uchifamba wakaisa dumbu mberi. Rume redumbu guru raitedaira richikwira makata.
tsonzoro · gono
Duramazwi
01 / 03rumha
Rumha izwi rinoshandiswa kutaurira mwana mudiki kuti asabata tupukanana tunogona kumuruma.
VerengaSwipe for the next word