KwaunobvaDuramazwiRrumha

Zvinoreva

Rumha izwi rinoshandiswa kutaurira mwana mudiki kuti asabata tupukanana tunogona kumuruma.

1

Takudzwa, usabata icho, irumha.

Rumha izwi rinoshandiswa kutaurira mwana mudiki kuti asabata tupukanana tunogona kumuruma.

Zvakafanana

huma

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rumhanda

Rumhanda idanda rakapambuka mberi kuita matanda maviri akabatana kuzasi, rinoshandiswa pakuvaka danga.

Verenga

Swipe for the next word