KwaunobvaDuramazwiRrumhepu

Duramazwi · zita

rumhepu

Zvinoreva

Rumhepu kakuita kokukasika kuvhunduka.

1

Rumhepu kakuita kokukasika kuvhunduka.

Vana vasi- na kurapirwa vanoita rumhepu.

Zvakafanana

ruzazu

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rumhepwa

Rumhepwa kurwara kunoitwa nemunhu wechidiki, mushure mekunge arara nomunhu mukuru kwaari.

Verenga

Swipe for the next word