KwaunobvaDuramazwiRrumika

Duramazwi

rumika

Zvinoreva

Kurumika kubudisa ropa panorwadza, uchishandisa nyanga kana chimwewo chaunenge uchisveta nacho.

1

Kurumika kubudisa ropa panorwadza, uchishandisa nyanga kana chimwewo chaunenge uchisveta nacho.

Kurumika kubudisa ropa panorwadza, uchishandisa nyanga kana chimwewo chaunenge uchisveta nacho.

Kana n'anga ichikufemha inenge ichikuruma kana kuti kurumika, ichizobudisa chimwe chinhu muganda mako.

Kurabvuka kugona kurumika zviri nyore kwenyama.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rumikisa

Kurumikisa kubatanidza zvinhu zviviri kana kupfuura, kuti zvive chinhu chimwe chete.

Verenga

Swipe for the next word