Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rumhepwa kurwara kunoitwa nemunhu wechidiki, mushure mekunge arara nomunhu mukuru kwaari.
1

Mwanasikana akabatwa chibharo achaita rumhepwa.
Rumhepwa kurwara kunoitwa nemunhu wechidiki, mushure mekunge arara nomunhu mukuru kwaari.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rumhiri
Rumhiri inzvimbo inenge ichitevedza chimwe chinhu chakati rebei, asi kazhinji kuri mhiri kwerwizi.
VerengaSwipe for the next word