Kwaunobva

rumira

Zvinoreva
  1. 1

    Kubatirira kwechinhu pane chimwe.

  2. 2

    Kurumira kuzvinyika mazino munyama dzemukanwa kana parurimi, kunoitwa nemunhu pakutsenga kana akarivara.

  3. 3

    Kurumira kurwadza kungaite mazino, kana munhu asanganidzana nematombo kana zvimwewo zvakaomarara pakutsenga.

  4. 4

    Kurumira kukuvara kungaita chinhu chakapfava, chapfanyidzirwa pakati pezvinhu zvakaomarara.

    Chubhu isina mweya inorumira pamatombo nerimhu.

  5. 5

    Kurumira kusevesa sadza nenyama shoma, zvokuti unotora nguva une nhindi imwe chete uchiidambura zvishoma nezvishoma.

  6. 6

    Kana zipi ikarumira pajira, inenge yabatirirapo isisavhuriki kana kuvharika.

Mazwi akafanana

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary