Duramazwi
Zvinoreva
Kurumura kumisa mwana kunwa mukaka kubva pana mai vake, kuti achirarama nechimwe chikafu.
1

Takamuka mangwanani tikawana mota igere pasi chaipo, mbavha dzakurumura mavhiri ese.
Kurumura kumisa mwana kunwa mukaka kubva pana mai vake, kuti achirarama nechimwe chikafu.
Kana munhu achikurumura chibage anenge achibvisa tsanga dzechibage kubva pamuguri wadzinenge dziri.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rumutsiriro
revival
VerengaSwipe for the next word