Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rumveemvee kufamba-famba kwezvinhu zvichipesana zvisingaonekwi pazvakananga. Pakaputika bhambo, mishoni yakaita rumveemvee vanhu vachiti-za.
1

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rumveesano
Kutaridzana kwevanhu nenzira yeuvengi.
VerengaSwipe for the next word