KwaunobvaDuramazwiCchidzivadziva

Duramazwi · zita

chidzivadziva

Zvinoreva

Uku kufamba usingazivi kwawakananga mushure mokuvhiringidzwa nechimwe chinhu.

1

Uku kufamba usingazivi kwawakananga mushure mokuvhiringidzwa nechimwe chinhu.

Pakarira pfuti vanhu vose chakava chidzivadziva.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidzivaidzo

interruption

Verenga

Swipe for the next word