KwaunobvaDuramazwiCchidziro

Duramazwi · zita

chidziro

Zvinoreva

Mudhuri.

1

Mudhuri.

Svingo chidziro chakavakwa namabwe oga, pasina dhaka rakashandiswa.

Purasita chidzururo chemadziro chesemende nejecha, chinovharidzira zvitinha kuitira kunakisa chidziro.

Ranzi chiedza chezuva kana mwedzi chinenge chichipinda mukati memba nekamukana kakatsemuka chidziro kana musuwo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidziva

Chidziva munhu ane-nge agara panzvimbo kwenguva refu.

Verenga

Swipe for the next word