Kwaunobva

rumwa

Zvinoreva
  1. 1

    Kana munhu achinzi akarumwa anenge abatwa nechirwere chenjovhera.

Mienzaniso

Akaudza Runyeyo kuti akanga arumwa nembwa uye varume vapapurazi apa vakanga vachitomutsvaka.

Akazoshinga kumutaurira kuti mwanakomana wake umwe oga Timba ainge arumwa nenyoka akafa ndisekuru vake Chamunorwa iye ndokuti mhere kwetsu zvakapisa tsitsi vese vaivepo.

Pakataurwa mabasa ake eumhombwe akanga ava kungoti sweta sweta sembwa yarumwa nedzimwe.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary