Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rundakuda ihembe inopihwa mumwe kana vanhu vapfimbana, sechiratidzo chorudo. Musikana akapiwa rundakuda rwechuma nomukomana wake.
1

Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rundanyara
Rundanyara chuma chinosungwa chakatenderedza musoro, kunyanya nemadzimai.
VerengaSwipe for the next word