KwaunobvaDuramazwiRrundarira

Duramazwi · zita

rundarira

bracelet

Zvinoreva

Rundarira chishongo chomuruoko chinogadzirwa nesimbi, chinowanzopfekwa nemadzimai.

1

Zvakafanana

bhenguru

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rundaza

Rundaza kurongana sezvingaita vanhu vari mumutsetse.

Verenga

Swipe for the next word