Duramazwi02 / 03bhenziniBhenzini mushonga unotaridzika separafini, unowanzoshaadiswa kusuka tsvina inenge yakanamira pazvinhu.Verenga→
Duramazwi03 / 03bheraKubhera kusada kushandisa nhumbi, midziyo kana zvimwewo zvinhu zvako nemhosva yokuti unotya kuti zvinozokasira kusakara kana kupera. Farai ari kufamba nemvemve nokuti ari kubhera hembe dzaakatengerwa pakisimusi yapera.Verenga→