KwaunobvaDuramazwiBbhera

Zvinoreva

Kubhera kusada kushandisa nhumbi, midziyo kana zvimwewo zvinhu zvako nemhosva yokuti unotya kuti zvinozokasira kusakara kana kupera. Farai ari kufamba nemvemve nokuti ari kubhera hembe dzaakatengerwa pakisimusi yapera.

Dare rinorira.

1

Mupurisa akati, "_Changamire, ridzai bhera renyu tione kana richishanda._".

Kungwingwidza kurira kunoita bhera remotokari, kana ichiridzwa nemunhu anenge aneta nokumirira.

Kana bhera rikati ngende rinenge raridzwa kamwe chete.

2

Dare rinorira.

Kungwingwidza kurira kunoita bhera remotokari, kana ichiridzwa nemunhu anenge aneta nokumirira.

Kana bhera rikati ngende rinenge raridzwa kamwe chete.

Kuti mbe mbe mbe kurira sezvinoita bhera remoto kari.

3

Bhera isimbi inorira kana ikarohwa senzira yekuzivisa vanhu kuti nguva yakwana yekuita zvirongwa zvavanenge vachiita.

4

Bhera chisimbi chinorira chinoiswa muhuro memombe inonetsa kana inotungamira dzimwe kuti dzigonzwikwa kwadziri.

Zvakafanana

dare · simbi

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word