Duramazwi01 / 03bherengendeKana musuwo uchinzi wakati bherengende unenge wakashama zvokuti zviri mumba zvinenge zvichikwanisika kuonekwa nyore.Verenga→
Duramazwi03 / 03bheriyaBheriya musangano wekuti nhengo dzinoisa mari muhomwe imwe chete kuitira kuzobatsirikana kana mumwe afirwa kana kuti imwe yenhengo yafa.Verenga→