KwaunobvaDuramazwiBbheriya

Duramazwi · zita

bheriya

Zvinoreva

Bheriya musangano wekuti nhengo dzinoisa mari muhomwe imwe chete kuitira kuzobatsirikana kana mumwe afirwa kana kuti imwe yenhengo yafa.

1

Uyu munhu anenenge akapiwa basa rokuchengeta mari dzinenge dzakandwa navanhu. Mari yedu yebheriya tinoendesa kumubati wehomwe.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word