KwaunobvaDuramazwiBbherengende

Zvinoreva

Kana musuwo uchinzi wakati bherengende unenge wakashama zvokuti zviri mumba zvinenge zvichikwanisika kuonekwa nyore.

1

Kuti bherengende kuvhura musuo nokupinda munhu asina kumbomira.

2

Zvakafanana

haradada

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word