KwaunobvaDuramazwiBbheu

Zvinoreva

Kana musuo wakati bheu unenge wakavhurika kusvika pokupedzisira paunokwanisa kusvika.

Kuti bheu kurereka chimwe chinhu uchirasa zvinenge zviri mukati.

1

Ndawana musuo wanzi bheu nemhepo.

2

3

Kuti bheu kupidiguka kwechinhu chichindorara nedivi.

Zvakafanana

mbinyu

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bheuka

Kupidiguka kana kuvhurika.

Verenga

Swipe for the next word