KwaunobvaDuramazwiBbheura

Zvinoreva

Kupidigura kana kuku-tura kana kuvhura.

Bheura isanhu hombe rinoitwa zvokupfekerwa mumupini.

1

Kupidigura kana kuku-tura kana kuvhura.

Bheura isanhu hombe rinoitwa zvokupfekerwa mumupini.

Tipa rudzi rwerori inosenga zvakaita sevhu, ichiita zvokubheura ivhu racho yoga.

Kubheura chinhu kuchipidigura kuti chirare nedivi. Chipo akabheura mota yebasa.

2

Kubheura kukuturira zvinhu kubva mune mumwe mudziyo muchizviisa mune mumwe. Kana usina mari yekutenga chisikadhi unogona kubheurira doro racho muchigubhu.

3

Kubheura kuvhura musuo uchisiya wakashama.

4

Kubheura kurereka kana sezvakaita hari kana gaba.

5

Kubheura chinhu kuchipidigura kuti chirare nedivi. Chipo akabheura mota yebasa.

6

Kubheura munhu kumuitira zvinhu zvakanaka zvekuti anopedzisira ava kukufarira chaizvo.

7

Bheura isanhu hombe rinoitwa zvokupfekerwa mumupini.

Bheura isanhu hombe rinoitwa zvokupfekerwa mumupini.

Kubheura chinhu kuchipidigura kuti chirare nedivi. Chipo akabheura mota yebasa.

Kupinidza kubheura chinhu nenzira inoita kuti kwanga kuri kumusoro kuve pasi.

Zvakafanana

bhedhura

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhezari

Bhezari imari inopiwa munhu nehurumende kana kambani kuti akwanise kudzidza.

Verenga

Swipe for the next word