KwaunobvaDuramazwiBbhesi

Duramazwi · zita

bhesi

Zvinoreva

Bhesi izwi romunhu rinenge riri gobvu.

Muchiuto bhesi ndiyo nzvimbo inenge iine zvinhu zvinenge zvichishandiswa uye pari ipo panenge pachigara vamwe varwi.

Inzwi rakadzika pakuridza mimhanzi kana kuimba (bass).

1

Bhesi izwi romunhu rinenge riri gobvu.

Pane zvamagitare bhesi igitare rinenge richiburitsa mazembera makobvu.

Pawairosi bhesi ndepanochunwa kuti pakwanisike kubuda mazembera makobvu zvichiita kuti mimanzi inakidze.

Pakuiimba bhesi ndiro izwi rinoburitsa mazembera.

2

3

4

5

Muchiuto bhesi ndiyo nzvimbo inenge iine zvinhu zvinenge zvichishandiswa uye pari ipo panenge pachigara vamwe varwi.

Pane zvamagitare bhesi igitare rinenge richiburitsa mazembera makobvu.

Pawairosi bhesi ndepanochunwa kuti pakwanisike kubuda mazembera makobvu zvichiita kuti mimanzi inakidze.

Pakuiimba bhesi ndiro izwi rinoburitsa mazembera.

6

Inzwi rakadzika pakuridza mimhanzi kana kuimba (bass).

Pane zvamagitare bhesi igitare rinenge richiburitsa mazembera makobvu.

Pakuiimba bhesi ndiro izwi rinoburitsa mazembera.

Muchiuto bhesi ndiyo nzvimbo inenge iine zvinhu zvinenge zvichishandiswa uye pari ipo panenge pachigara vamwe varwi.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bheu

Kana musuo wakati bheu unenge wakavhurika kusvika pokupedzisira paunokwanisa kusvika.

Verenga

Swipe for the next word