Duramazwi · zita
Zvinoreva
Izwi gobvu.
1
Izwi gobvu.
Kana imbwa ichiita mahon'era inenge ichiganya zvinotaridza hasha.
Man'unu mahon'era ekunyunyuta anoitwa nemunhu senzira yekuratidza kusafarira zvinenge zvaitika.
Mahon'era kutaurira pasi zvisinganyatsonzwika, zvikuru kana munhu asina kugutsikana nezvataurwa.
2
Kana munhu achitaura ne-mahon'era anenge achitaura nezwi gobvu asi zvaanotaura zvichinzwika kure kure.
3
Mahon'era kutaurira pasi zvisinganyatsonzwika, zvikuru kana munhu asina kugutsikana nezvataurwa.
4
Mahon'era mazwi akakorera anonzwika pakuimba.
5
Kana imbwa ichiita mahon'era inenge ichiganya zvinotaridza hasha.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mahonyera
Inzwi rinoshandisirwa pakutsaurira mufaro.
VerengaSwipe for the next word