KwaunobvaDuramazwiGguruza

Duramazwi

guruza

-gwiririka-nguruma

Zvinoreva

Kuguruza kuita ngonono.

1

Kuguruza kuita ngonono.

Farai anoguruza zvinotomutsa vamwe, kana akarara.

Kuguruza kusvuura kana kukwiza konje kuti munhu atore faibha.

2

Kuguruza kun'ara kwemhuka.

3

Kuguruza kusvuura kana kukwiza konje kuti munhu atore faibha.

Zvakafanana

-gwiririka · -nguruma

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gurwa

Kuve wakaitwa chiito chegurwa.

Verenga

Swipe for the next word