Duramazwi
-hon'a-dzvova-kuma-pomba
Zvinoreva
Kana shumba ichiomba inenge ichiita ruzha runotaridza kuti yakatsamwa kana kuti iri kugunun'una.
1
Kana shumba ichiomba inenge ichiita ruzha runotaridza kuti yakatsamwa kana kuti iri kugunun'una.
Kuti ngurungundu kuomba kunoita mhuka, sezvingaita imbwa kana yatsamwa.
Kun'ara kuomba kunoita mhuka kana dzichinge dzatsamwa.
2
Kana munhu achinzi aomba anenge ataura chokwadi chakazara chezvinenge zvaitika kana kuti zviri kufungwa nevamwe vanhu.
3
Kun'ara kuomba kunoita mhuka kana dzichinge dzatsamwa.
Kuti ngurungundu kuomba kunoita mhuka, sezvingaita imbwa kana yatsamwa.
Zvakafanana
-hon'a · -dzvova · -kuma
Zvine chekuita
-pomba
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03ombe
Kuti ombe kuisa jira kana chimwe chinhu mumvura kwenguva yakareba.
VerengaSwipe for the next word