Duramazwi
Zvinoreva
Kuhonya kuburitsa ruzha kunoita imbwa kana ichida kuvhundutsira kana kuruma.
1

Kudhohonya chinhu kuchigofa kana kuchibaya nechinhu chakatesvera.
Kuchohonya kuruma kunoita huku kana shiri kana ichidya.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03honye
worms
VerengaSwipe for the next word