KwaunobvaDuramazwiHhongu

Duramazwi

hongu

yea · yeah · yes

hon'oehundeehooeya

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa nemuteereri, zvikuru wechikuru, kupindura achitaridza kubvumirana nezvinenge zvichitaurwa.

1

Iri izwi rinoshandiswa nemuteereri, zvikuru wechikuru, kupindura achitaridza kubvumirana nezvinenge zvichitaurwa.

Hongu kuchema kunouya pane dzimwe nguva asi panhamo yakadai dzimwe nguva hauchemi.

Hongu zvinhu zvake aizvida but apa aive akunzwa kuti zvedi aive arerukirwa.

Hongu paida zvapo magloves but atleast ndaifanira kutendawo zvandaiitirwa.

2

Tinoshandisa hongu kutaridza kuti zviri kutaurwa tiri kuzvinzwa.

Zvakafanana

hon'o · ehunde · ehoo · eya

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word