KwaunobvaDuramazwiHhono

Duramazwi · zita

hono

stag

Zvinoreva

Hono ihove yakada kufanana nemuramba asi iri diki kwauri, ine ruvara rwakaita rwutema netunhu tuviri twakareba-reba mumativi emuromo wayo, inowanzofarira kugara mutumapako twemunzizi.

Hono imhukarume.

1

Kana wadya imbwa idya iri hono.

Kana imbwa hono ichidzinga hadzi inenge ichikwira pamusoro payo kuti ibereke.

Ubhuru maitiro e n'ombe hono isina kuchekwa, painenge ichikarira zvokutevera hadzi.

2

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

honondo

Honondo chimbuyu chakaita setsikidzi asi icho chiri chikuru zvishoma, chinorarama nokusveta ropa rehuku.

Verenga

Swipe for the next word