KwaunobvaDuramazwiMmukono

Duramazwi · zita

mukono

male

Zvinoreva

Mhuka inoberekesa imwe.

1

Mhuka inoberekesa imwe.

Shamwari dzomukomana uyu dzakabatsira ndokurova Mukono zvinopisa tsitsi.

Mukono aiiti akanwa doro haachazivi zvokuita uye zvokutaura.

2

Mukono imhuka yechirume.

3

Mukono izwi rinowanzoshandiswa kudaidzwa munhu wechirume akasimba, uye anokunda vamwe vanhu pakurwa.

4

Mukono munhu anogona kuita chimwe chinhu zvakanyanya.

5

Mukono chipo chinopiwa pamutambo wakaita semuchato.

Ndafara nemuchato, nemukono wangu we-$50.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukonya

Kana munhu achinzi ane mukonya anenge asingateereri kana kukudza vakuru kwaari uye achitaridza pachena mafungire ake.

Verenga

Swipe for the next word