KwaunobvaDuramazwiHhando

Duramazwi · zita

hando

Zvinoreva

Handira.

Hando idombo rinokwesheswa guyo rinenge risiakuye nekakutsvedza karinenge roita, kuti riite kakumara.

1

Handira.

Hando yakgwadabvura dhongi napadumbu.

Hando idombo rinokwesheswa guyo rinenge risiakuye nekakutsvedza karinenge roita, kuti riite kakumara.

Kuti gwede kuisa misoro pamwe chete sezvinoita hando dzava kurwa. Hando mbiri dzakandosvikoti nyanga dzadzzo gwede. ndokutanga kusundana.

2

Apa ndipo pamunonzi maratidza level remhando yepamusoro chairo rekudzungaira.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

handuro

Handuro isimbi dzinobatwa namaoko pakufambisa nekururamisa bhasikoro kana mudhudhudhu.

Verenga

Swipe for the next word