Duramazwi · zita
Zvinoreva
Handuro isimbi dzinobatwa namaoko pakufambisa nekururamisa bhasikoro kana mudhudhudhu.
1
Handuro isimbi dzinobatwa namaoko pakufambisa nekururamisa bhasikoro kana mudhudhudhu.
Handuro isimbi dzinobatwa namaoko pakufambisa nekururamisa bhasikoro kana mudhudhudhu.
Mutanda ndiwo musimboti webhasikoro, inova simbi panozosungirirwa mavhiri, handuro nechigaro.
VaMugoti vakapinza ruoko muhomwe ndokuvhomora chibhanduro chematuwendi dhora.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03handwa
Handwa chinhu chaunopa mumwe munhu pasina kutaritsira mubhadharo kana kuzochidzoserwa.
VerengaSwipe for the next word