Duramazwi · zita
Zvinoreva
Handwa chinhu chaunopa mumwe munhu pasina kutaritsira mubhadharo kana kuzochidzoserwa.
1
Handwa chinhu chaunopa mumwe munhu pasina kutaritsira mubhadharo kana kuzochidzoserwa.
Handwa chinhu chaunopa mumwe munhu pasina kutaritsira mubhadharo kana kuzochidzoserwa.
Muitirwi munhu anozodya kana kunakirwa nezvinhu zvinenge zvashandwa nevamwe.
Kana mhuka dzakawanda dzikawana chinodziuraya pamwe chete, kunonzi paitika muzhandwa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hanga
Hanga ishiriyomusango yakafanana nehuku, ine ruvara rutema nemadodzi machena.
VerengaSwipe for the next word