KwaunobvaDuramazwiHhangachepfu

Zvinoreva

Iri ijira diki rinoshandiswa kufurisa madzihwa kana kupukuta dikita. Hangachepfu yevanoputa bute haitani kusviba.

1

Pakiti ibandi rembe kana tirauzi rinogona kuiswa zvinhu zvakaita semari, bhiro kana hangachepfu.

Iri ijira diki rinoshandiswa kufurisa madzihwa kana kupukuta dikita. Hangachepfu yevanoputa bute haitani kusviba.

Zvakafanana

chimucheka

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hangaiwa

Hangaiwa ishiri inopfuyiwa yakafanana nenjiva.

Verenga

Swipe for the next word