Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hangachepfu.
1
Hangachepfu.
Pakanga pasina chimucheka chokupukutisa maoko saka takatoita zvokumhiza maoko kuti aome.
Kutova kuita kuti pakazvimba paserere uchipadzvanyidzira nemvura inopisa nechimucheka.
Kana chiremba achivhiya murwere anenge achimucheka kuti awane kuongorora kana kubvisa chinenge chichimurwadza.
2
Chimucheka kachira kadiki kepatafura.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimudhudhudhu
Mudhudhudhu.
VerengaSwipe for the next word