Duramazwi · zita
chimonera
mumonwa
Duramazwi · zita
Chimonera ifodya yakangoita mashizha, yekuti munhu anozvigadzirira mudzanga wake ega kana oda kuiputa.

Kumanga fodya yechimonera kuimonera pabepa kuti iite mudzanga.
Tandadza muti unokura uchimonera imwe miti, unoita tambo dzinorukisa matengu.
mumonwa
Duramazwi
01 / 03Chimotsi
[Chimoshi, Chimodzi, Chiposhi] Chimotsi ndiro zuva rekutanga pavhiki.
VerengaSwipe for the next word