Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chimokoto rudzi rweshiri dzinofamba dziri boka, dzichiita matendere pamwe chete nokudya mbesa.
1

Chimokoto igungano revanhu vanenge vari pamwe chete vachiita zvinhu zvakafanana.

2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimombe
(rupawo) Chimombe mukaka mumbishi une ruomba rwakawanda unotengeswa muzvitoro.
VerengaSwipe for the next word