KwaunobvaDuramazwiCChimiro

Duramazwi

Chimiro

stature · aspect · shape · status · structure

emerochiemo

Zvinoreva

1 Chimiro maumbirwe anenge akaitwa muviri womunhu.

1

1 Chimiro maumbirwe anenge akaitwa muviri womunhu.

Vaiitira kuti vasazowonekwa vachibuda mumba mamai Mhofu, zvaisazoitawo chimiro.

Mhuri dzatinobva ndidzo dzinotipa chimiro chedu nekuti itsika yematambidzanwa.

Neruzivo rwawave narwo zvino tinoda utsvagurudze kuti chimiro cherondedzero chakamira sei.

2

2 Chimiro kuremekedzeka kwemunhu nokuda kwekuita zvinotarisirwa noruzhinji rwavanhu. Chihure chinokurumidza kukubvisa chimiro pana vanhu.

Zvakafanana

emero · chiemo

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimiso

Chimiso kadodzi kanoiswa pokupedzisira pomutsetse wanyorwa, kuratidza kuti ndipo panoperera chirevo uye chinonyorwa sezvizvi (.).

Verenga

Swipe for the next word