Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muturu ukuru hwomuviri womunhu kana hwemhuka, nokutaridzika kwawo somukuru kana mudiki.
Mutariko.

Mushurwi munhu ane muturu mudiki chero zvazvo achinge ane makore akawanda.

Tururu rudzi rwekambeva kasingadyiwi kane muturu mudiki-diki.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muturududu
Kana munhu achinzi aita muturududu anenge atama kubva panzvimbo ndokurova zvachose.
VerengaSwipe for the next word