KwaunobvaDuramazwiMmuturikwa

Duramazwi · zita

muturikwa

Zvinoreva

Muturikwa munhu asingaremekedzwi nguva zhinji asi anozodiwa chete kana pane chakaoma chinoda kuitwa.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muturu

Muturu ukuru hwomuviri womunhu kana hwemhuka, nokutaridzika kwawo somukuru kana mudiki.

Verenga

Swipe for the next word