KwaunobvaDuramazwiMmuturikiri

Duramazwi · zita

muturikiri

interpreter · translator

Zvinoreva

Uyu munhu anoita basa rekushandura zvinhu zviri mumutauro achizviisa mune mumwewo. Basa remuturikiri rinoda munhu anenge achinyatso-nzwisisa zvikuru mitauro inenge ichidiwa.

1

Uyu munhu anoita basa rekushandura zvinhu zviri mumutauro achizviisa mune mumwewo. Basa remuturikiri rinoda munhu anenge achinyatso-nzwisisa zvikuru mitauro inenge ichidiwa.

Zvakafanana

shomodzi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muturikwa

Muturikwa munhu asingaremekedzwi nguva zhinji asi anozodiwa chete kana pane chakaoma chinoda kuitwa.

Verenga

Swipe for the next word