Duramazwi · zita
dhaivha la
Zvinoreva
Mutupiri munhu anoita basa rekusambira pasi pemvura achinyukura vanhu kana zvinhu zvinenge zvanyura.
1

Mutupiri munhu anoraura hove achiita zvokupinda mumadziva.
2

Zvakafanana
dhaivha la
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutupo
Mutupo mucherechedzo weukama hwevanhu vedzinza rimwe chete, unotorwa kubva pamhuka, zvimwewo zvisikwa kana nhengo dzemuviri.
VerengaSwipe for the next word