KwaunobvaDuramazwiMmhindira

Duramazwi · zita

mhindira

Zvinoreva

Mhindira munhu anonzi anhurume anokwanisa kupinda pasi pemvura achindobata hove.

1

Mhindira munhu anonzi anhurume anokwanisa kupinda pasi pemvura achindobata hove.

Mhindira munhu anonzi anhurume anokwanisa kupinda pasi pemvura achindobata hove.

2

Mhindira mu-nhurume anoitira mumwe asingazvari mwana. Kare vanatete vairoga zvekuti kana murume atadza kuzvarisa, munin'ina wake aite se-mhindira, omuitira mwana.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhindirira

Mhindirira musiyo uri memba unoita kuti munhu apinde kune imwe imba.

Verenga

Swipe for the next word