Duramazwi · zita
pindawapinda
Zvinoreva
Mhindepinde kungoenda mumba kana pane imwe nzvimbo zvisina tsarukano, zvekuti vanhu vanenge vachiti ava vaenda, ava vadzoka.
1

Mhindepinde kupishinda zvokuti muromo wayo unenge usisaonekwi.

2

Zvakafanana
pindawapinda
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhindiboshwe
Mhindiboshwe munhu anoshandisa ruoko rworuboshwe pakuita basa.
VerengaSwipe for the next word