Duramazwi
mhindu
usury
Duramazwi
usury
Mhindu ipfungwa dzinokwanisa kusanduka nokukasira, zvichienderana nemamiriro ezvinhu, izvi zvichibva zvaita kuti ukurumidze kuruka zano rinobatsira. Ukava nemhindu muhondo unorarama.
Mhindu ipfungwa dzinokwanisa kusanduka nokukasira, zvichienderana nemamiriro ezvinhu, izvi zvichibva zvaita kuti ukurumidze kuruka zano rinobatsira. Ukava nemhindu muhondo unorarama.
Uku kuva munhu ane mhindu dzakasiyana-siyana dzokuita zvinhu zvinobudirira.
Kumhanyidzana kuita mhindu dzokukasika kusvika kunhu makawanda.
Duramazwi
01 / 03mhindupindu
DKDK z 10. 1 Mhindupindu injere kana utemo unofanirwa kutevedzwa kana munhu achibata mishonga yakasiyana.
VerengaSwipe for the next word