KwaunobvaDuramazwiMmhindupindu

Duramazwi

mhindupindu

mukomhindumupindu

Zvinoreva

DKDK z 10. 1 Mhindupindu injere kana utemo unofanirwa kutevedzwa kana munhu achibata mishonga yakasiyana.

1

DKDK z 10. 1 Mhindupindu injere kana utemo unofanirwa kutevedzwa kana munhu achibata mishonga yakasiyana.

Kutsanzira kushandisa mhindupindu dzakasiyana, dzokukunda matambudziko nadzo.

Chiponeso imhindupindu ingaitwa nomunhu yokutsvaka kurarama nayo.

2

Mudare redzinyanzvi hokukwanisa kuita zvinhu mhosva mhiko kupika kunoita muzvinoita kuti munhu akwanise kubunhu kuti achavimbika pakupa umbodwa panenge pakashata. 2 Mhindupi-ndu kushanduka kunoita mamirire o hwakazara maererano nemhosva inenge ichitongwa. ezvinhu muupenyu hwemunhu kana munzvimbo.

Zvakafanana

muko · mhindumupindu

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word