Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muko mutemo unoti ukakanganiswa pane chakaipa chinozoitika kuna nyakukanganisa.
1
Muko mutemo unoti ukakanganiswa pane chakaipa chinozoitika kuna nyakukanganisa.
MaShona ane muko wekuti munhu haafaniri kudya mutupo wake.
Muko mutemo unoti ukakanganiswa pane chakaipa chinozoitika kuna nyakukanganisa.
2
Muko mutemo wezvinorambidzwa kana zvinotofanirwa kuitwa, zvinonzi nen'anga kana ukasazvitevedza mushonga wayakupa hauzoshanda.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukofo
Mugwada.
VerengaSwipe for the next word