Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugwada.
1
Mugwada.
Mukofo ijira rinopfekwa nemapositori richipinda nepakati pemakumbo rakasungirirwa muchiuno asi iro rakarembera kusvika kutsoka.
2
Mukofo ijira rinopfekwa nemapositori richipinda nepakati pemakumbo rakasungirirwa muchiuno asi iro rakarembera kusvika kutsoka.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukohwe
Mukohwe imbesa dzinenge dzawanikwa mushure mekubvisa zvirimwa mumunda.
VerengaSwipe for the next word